unonamata here?
هل أنت متديّن؟
kwete, ndiri...
لا، انا …
kwete, ndiri munhu asingatendi kuti kuna Mwari
لا انا ملحد
kwete, ndiri agnostic
لا ، أنا لا أدري
uri chitendero chipi?
ما هي ديانتك؟
Ndiri muProtestant
أنا بروتستانتية
Ndiri muKatorike
أنا كاثوليكي
unotenda muna Mwari here?
هل تؤمن بالله؟
Ndinotenda muna Mwari
أنا أؤمن بالله
Handitendi kuti kuna Mwari
لا أؤمن بالله
unodavira kuti kune upenyu pashure porufu here?
هل تعتقد في الحياة بعد الموت؟
unodavira kuberekwazve here?
هل تؤمن بالتقمص؟
pane ... padyo nepano?
لذلك ماذا تريد أن تعرف؟
pane chechi here padhuze apa?
هل توجد كنيسة بالقرب من هنا؟
pane mosque padhuze apa?
هل يوجد مسجد قريب من هنا؟
Pane sinagoge padyo here?
هل يوجد كنيس بالقرب من هنا؟
pane temberi pedyo here?
هل يوجد معبد بالقرب من هنا؟